Skip to main content

Posts

Featured

Mangwanani akanaka sangano dzvene raMwari Yandinayo ivhangeri ndaipa musoro weShoko KURURAMA NEZVOKWADI ZVAKATSVODANA Kuti tifambiranei pamwe vana va Jesu vhurai bhuku Hebrews 13:5 Isaya 53:5 Isaya 40:8 Mapisarema 85:8-12 Kuti zvirerukirewo avo vasina ma bhaibheri ndakanda maverses acho pa musoro. Tikatarisa bhuku ya va Heburu iri kuti musakarira mari pamugarire wenyu. Unobva watorohwa ne hana tichangotanga nokuti mari ndiyo yaita unonoke kukereke, yaita usaenda kumunamato uchiti kure ndingarasikirwa ne mari, mari ndiyo inodikanwa nomoyo yavazhinji. Nhasi nyika nenyika dzinorwidzana pamusoro pemari. Asi kune anotenda muna Jesu tinoti gutsikana nezvamunazvo nokuti iye amene akati Handingatongokuregi, handingatongokusiyi. Iye amene Jesu Kristu akavapo pamugarire wako zvose zvako zvaendeka. Kureva mari haigoni kutenga mufaro unoringana asi Jesu, mari haigoni kutenga hutano asi Jesu, mari haigoni kutenga hupenyu asi Jesu. Zvino arikunzi na Pauro iye amene hangatongokuregeri nd

Latest posts

Big Sunday (Athens, Zimbabwe)

Easter in pictures (Safe Haven- Gutu (Zimbabwe)

Prayer requests

Bishop's new year message

motivation for today